The No. 1 International Urban Gospel Media

KUNOSHAMISHA IKOKO MINANA NEZVIRATIDZO LYRICS BY ZIMPRAISE

0 256

Submit Music/Lyrics


Namecheap.com
Ndikoko kudenga (there is heaven) x4
Kunoshamisha ikoko (its amazing there is heaven)
Kukusina mitoro (there is no burdens)
Simbi dzorira ,ngirozi,dzopemberera,(the bells ring,the angels celebrate)
Kunoshamisha ikoko (its amazing there ) x6
Tichanoimba hossana (we shall sing hossana)
Related Posts
1 of 858
Mwari makanaka tichanoimba hossana  (God you are so good,we shall sing hossana) x6

Makanana jesu mandishamisa  minana minana nezviratidzo,( you are wonderful jesus you do miracles and wonders)

Minana minana minana nezviratidzo,(you do miracles and wonders)
Makanaka jesu mandishamisa (you are wonderful jesus you are amazing)
Munoita minana  nezviratidzo,(you do miracles and wonders) x4

Submit Music/Lyrics
Namecheap.com  

 

Namecheap.com