Joyouscelebration03 5
Ndizarurireyiwo Mwari
(God reveal to me)
Ndiwone wone ndega
(That I can see)
Kubwinya kwehuvepo hwenyu
(The Glory of Your Presence)
Ndizarurireyiwo Mwari
(Reveal O God)
Ndiwonewone denga
(That I can see)
Mwari inzwaiwo kuchema
(O God hear the cry)
Kuchema kwemoyo
(The Cry of the Heart)
Mwari ndidzidzisei
(God teach me)
Nzira dzenyu
(Your Ways)
Show me your face
Show me your face
Show me your face
Kuchema kwemoyo

Credit: Worship Addicts

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here