Joyouscelebration14 2
(Iwe satani) Hayi!
[You satan]
(Tinouya) Hayi!
[We are coming]
(Kwauri) Hayi!
[To you]
(Nomunondo) Hayi! 
[With the sword]
(Weshoko) Hayi!
[Of the gospel]
(Tichiti) Hayi!
[Saying]
(Hauna simba) Hayi! 
[You have no power]
(Kuvakomana) Hayi! 
[On the boys]
(Nevasikana) Hayi!
[And the girls]
(Vakatengwa) Hayi!
[They have been bought]
(Neropa) Hayi!
[By the blood]
(RaJesu) Hayi! 
[Of Jesus]
(Viva Jesu) Viva
(Viva Jesu) Viva
(Viva Jesu) Viva
(Viva Jesu) Viva
(Naye Jesu) Naye
(Naye Jesu) Naye
(Naye Jesu) Naye
(Naye Jesu) Naye

(Tose Dzvamu Nevhangeri) – 
[We all rise up in a fast and energetic way]
Haiwaiwa tose dzvamu
[Yeah we all rise]

(Chorus)

(Iyo nguva) Nguva yatoperawo
[Time is running out]
(Namata) Namata Mwari wako iwe
[Pray to your God]

(Namata) Namata 
(Namata) Namata
(Namata) Namata Mwari wako iwe

(This is) This is your time
(To praise) To praise the Lord
(Namata) Namata Mwari wako iwe

(Namata) Namata
(Namata) Namata
(Namata) Namata Mwari wako iwe

(Iyo nguva) Nguva yatoperawo
(Shumira) Shumira Mwari wako iwe
[Serve your God]

(Shumira) Shumira
(Shumira) Shumira
(Shumira) Shumira Mwari wako iwe

(Iyo nguva)
Nguva yatoperawo
(Farira) Farira Mwari wako iwe 
[Rejoice in your God]

(Farira) Farira
(Farira) Farira
(Farira) Farira Mwari wako iwe

(Fara, fara, fara) Fara!
(Farira Jesu iwe) Fara!
[Rejoice in Jesus]

(Tamba, tamba, tamba) Tamba
(Tambira Jesu iwe) Tamba 
[Dance for Jesus]

(Makomborero, Makomborero)
(Makomborero edu onai)
[Take a look at our blessings]
Takapiwa veduwe! makomborero
[We have been given blessings]

(Makomborero onayi makomborero)
[Blessings, take a look at our blessings]
Takapiwa makomborero
(Naivo baba) Pane zvose zvataichema
[In all that we have been crying for]

Dance 1 – Zora butter

Dance 2 – Hosiah

Dance 3 – Borrowdale

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here